Numeri 3:30 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 3:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati akanga ari Erizafani mwanakomana waUzieri.
Pakurirana nevamwe
Numeri 3 BDSCNumeri 3:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati.
Pakurirana nevamwe
Numeri 3 SNA2002Numeri 3:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati.
Pakurirana nevamwe
Numeri 3 SUB1949Numeri 3:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati.
Pakurirana nevamwe
Numeri 3 SCLBNumeri 3:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati.
Pakurirana nevamwe
Numeri 3 SCLBD