Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Numeri 28:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 28:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Upe murayiro uyu kuvaIsraeri, uti kwavari, ‘Onai kuti maisa pamberi pangu panguva yakatarwa, zvokudya zvangu zvezvipiriso zvinoitwa nomoto, sezvinonhuhwira zvinondifadza.’

Pakurirana nevamwe
Numeri 28 BDSC

Numeri 28:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Raira vana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kurangarira kundipa nenguva yazvo yakafanira zvipo zvangu, izvo zvokudya zvangu zvezvipiriso zvangu zvinopiswa, chive chinonhuwira zvakanaka kwandiri.’

Pakurirana nevamwe
Numeri 28 SNA2002

Numeri 28:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Raira ʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Munofanira kuraŋgarira kundipa neŋguʋa yaɀo yakafanira ɀipo ɀaŋgu, iɀo ɀokudya ɀaŋgu ɀeɀipiriso ɀaŋgu ɀinopiswa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kwandiri.

Pakurirana nevamwe
Numeri 28 SUB1949

Numeri 28:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Taurira vaIsiraeri kuti vangwarire kundipa, mipiro yangu panguva dzakatemwa, mipiro yangu yezvokudya inoita zvokupiswa nomoto inonhuhwirira zvinondifadza.

Pakurirana nevamwe
Numeri 28 SCLB

Numeri 28:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Taurira vaIsiraeri kuti vangwarire kundipa, mipiro yangu panguva dzakatemwa, mipiro yangu yezvokudya inoita zvokupiswa nomoto inonhuhwirira zvinondifadza.

Pakurirana nevamwe
Numeri 28 SCLBD