Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Numeri 27:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 27:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ko, zita rababa vedu ragoshayikwa seiko pamhuri yavo, nokuti vakanga vasina mwanakomana here? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 27 BDSC

Numeri 27:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino zita rababa vedu richabvisirweiko pakati pemhuri yavo, nokuti vakanga vasina vanakomana? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SNA2002

Numeri 27:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino zita raɓaɓa ʋeɗu ricabvisirweiko pakati pemhuri yaʋo, nokuti ʋakaŋga ʋasinaʋanakomana? Tipei ʋo nhaka pakati pehama dzaɓaɓa ʋeɗu.

Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SUB1949

Numeri 27:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ko zvino zita rababa vedu rorovawo here mumhuri yavo, pamusana pokuti vakanga vasina mwana mukomana? Tipei nhaka pamwechete nehama dzababa vedu.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SCLB

Numeri 27:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ko zvino zita rababa vedu rorovawo here mumhuri yavo, pamusana pokuti vakanga vasina mwana mukomana? Tipei nhaka pamwechete nehama dzababa vedu.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SCLBD