Numeri 27:18
Numeri 27:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora Joshua mwanakomana waNuni, murume ano mweya maari, ugoisa ruoko rwako pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 27Numeri 27:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Tora Joshua, mwanakomana waNuni, murume uno mweya mukati make, uise ruoko rwako pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 27Numeri 27:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Tora Joshuwa mwanakomana waNuni murume ane mweya wangu maari, uise maoko ako pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 27