Svetukira kuzviri mukati

Numeri 26:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 26:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaJudha; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi manomwe nezvitanhatu, namazana mashanu.

Numeri 26 BDSC

Numeri 26:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndidzo mhuri dzaJudha; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvitanhatu namazana mashanu.

Numeri 26 SNA2002

Numeri 26:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndidzo mhuri dzaJuda; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀitanhatu namazana mashanu.

Numeri 26 SUB1949

Numeri 26:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu.

Numeri 26 SCLB

Numeri 26:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu.

Numeri 26 SCLBD