Numeri 25:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 25:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
avo vakavakoka kuti vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo. Vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari ava.
Pakurirana nevamwe
Numeri 25 BDSCNumeri 25:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo.
Pakurirana nevamwe
Numeri 25 SNA2002Numeri 25:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
nokuti ʋakaɗana ʋanhu ʋaʋuye kuɀiɓayiro ɀaʋamŋari ʋaʋo; ʋanhu ʋakadya, ʋakafugamira ʋamŋari ʋaʋo.
Pakurirana nevamwe
Numeri 25 SUB1949Numeri 25:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo.
Pakurirana nevamwe
Numeri 25 SCLBNumeri 25:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo.
Pakurirana nevamwe
Numeri 25 SCLBD