Numeri 23:19
Numeri 23:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari haasi munhu, kuti angareva nhema, uye mwanakomana womunhu kuti ashandure pfungwa dzake. Ko, anotaura akasazviita here? Anovimbisa akasazadzisa here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 23Numeri 23:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari haazi munhu, Haangarevi nhema; Kunyange Mwanakomana womunhu, Haangashanduki; Chaakataura, haangachiiti kanhi? Chaakataura, haangachisimbisi kanhi?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 23Numeri 23:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari haazi munhu, haangarevi nhema, haazi munhu, haasanduki sanduki mukutaura. Ko munoti angataure chinhu pedzepo orega kuchiita here? Angatsidze chinhu chaasingazoita here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 23