Numeri 23:10 - Compare All Versions
Numeri 23:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko angaverenga guruva raJakobho kana kuverenga chikamu chechina chaIsraeri? Regai ndife rufu rwowakarurama, uye kuguma kwangu ngakuve sokwavo!”
Pakurirana nevamwe
Numeri 23 BDSCNumeri 23:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angaverenga guruva raJakobho, Kana kuverenga chikamu chechina chaIsiraeri? Kuguma kwangu ngakufanane nokwake!”
Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SNA2002Numeri 23:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLBDNumeri 23:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndianiko uŋgaʋereŋga guruʋa raJakobo, Kana kuʋereŋga cikamu cecinna caIsraeri? Kuguma kwaŋgu ŋgakufanane nokwake!
Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SUB1949Numeri 23:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLB