Numeri 22:29
Numeri 22:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Bharamu akapindura mbongoro akati, “Wandiita benzi iwe! Dai ndanga ndiine munondo muruoko rwangu ndingadai ndakuuraya izvozvi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22Numeri 22:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Bharamu akati kumbongoro, “Nokuti wakandidadira; dai ndaiva nomunondo muruoko rwangu, ndingadai ndakuuraya pakarepo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22Numeri 22:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22