Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Numeri 22:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 22:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino Bharaki mwanakomana waZipori akaona zvose zvakanga zvaitwa navaIsraeri kuvaAmori

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 BDSC

Numeri 22:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori navaIsiraeri.

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SNA2002

Numeri 22:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Baraki, mŋanakomana waZipori, wakaŋga aʋona ɀose ɀakaitirwa ʋaAmori naʋaIsraeri.

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SUB1949

Numeri 22:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SCLB

Numeri 22:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SCLBD