Numeri 21:9
Numeri 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akati kana arumwa, akatarira nyoka iyo yendarira, akararama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21