Numeri 21:8
Numeri 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Gadzira nyoka ino uturu ugoiturika padanda; ani naani anorumwa, akatarira kwairi achararama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Uzviitire nyoka inopenga, ugoiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akarumwa kana akaitarira, achararama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ndokutaurira Mosesi achiti, “Pfura nyoka inouturu hunopisa somoto, uiturike pabango, saka ani naani anenge arumwa, kana akatarisa nyoka yaunopfura, achararama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21