Numeri 21:7
Numeri 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vakauya kuna Mozisi vakati, “Takatadza, patakapopotera Jehovha nemi. Nyengeterai kuti Jehovha atibvisire nyoka idzi pakati pedu.” Saka Mozisi akanyengeterera vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vanhu vakauya kuna Mosesi, vakati, “Takatadza, nokuti takapopotera Jehovha nemi; kumbirai kuna Jehovha kuti abvise nyoka kwatiri.” Mosesi akakumbirira vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21Numeri 21:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakauya kuna Mosesi vakati, “Takatadza nokuti takanyunyutira Tenzi nemi. Tinamatireiwo kuna Tenzi kuti atibvisire nyoka idzi.” Naizvozvo Mosesi ndokuvakumbirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 21