Numeri 20:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 20:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni.
Pakurirana nevamwe
Numeri 20 BDSCNumeri 20:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni.
Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SNA2002Numeri 20:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yeʋuŋgano yose; ɀino ʋanhu ʋakaʋuŋganira kunaMosesi naAroni.
Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SUB1949Numeri 20:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni.
Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SCLBNumeri 20:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni.
Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SCLBD