Numeri 20:12
Numeri 20:12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo Jehova akati kunaMosesi naAroni: Ɀamusina‐kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi paʋana ʋaIsraeri, hamuŋgapinzi ʋuŋgano iyi munyika yandakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 20Numeri 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Nokuti hamuna kuvimba neni zvakakwana kuti mundikudze somutsvene pamberi pavaIsraeri, imi hamuchapinzi ungano iyi munyika yandakavapa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 20Numeri 20:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Zvamusina kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi pavana vaIsiraeri, hamungapinzi ungano iyi munyika yandakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 20Numeri 20:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Nokuti hamuna kuvimba neni, hamuna kuratidza vaIsiraeri kururama nokuera kwangu imi hamuchandosvitsi vaIsiraeri kunyika yandakavapa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 20