Numeri 16:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 16:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakamukira Mozisi. Vakanga vane varume mazana maviri namakumi mashanu avaIsraeri, vatungamiri vaizivikanwa kwazvo muungano vakanga vagadzwa kuti vave nhengo dzamakurukota.
Numeri 16:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamukira Mosesi, vana vamwe vavana vaIsiraeri, vaiva vakuru veungano vana mazana maviri namakumi mashanu, vakanga vakadanwa kumakurukota, varume vakanga vakakurumbira
Numeri 16:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakamukira Mosesi, ʋanaʋamŋe ʋaʋana ʋaIsraeri, ʋaiʋa ʋakuru ʋeʋuŋgano ʋanamazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaŋga ʋakaɗanwa kumakurukota, ʋarume ʋakaŋga ʋakakurumbira
Numeri 16:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakafurirana navamwe varume vakapandukira Mosesi. Vanhu vacho vaikwana mazana maviri namakumi mashanu. Vaiva vamwe vevatungamiriri vakanga vasarudzwa kutungamirira vaIsiraeri, vari vanhu vanozivikanwa chaizvo.
Numeri 16:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)