Numeri 14:24
Numeri 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nokuda kwokuti muranda wangu Karebhu ano mweya wakasiyana navamwe uye anonditevera nomwoyo wose, ndichamupinza munyika yaakaenda kwairi, uye ichava nhaka yezvizvarwa zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 14Numeri 14:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi muranda wangu Karebhu, nokuti akanga ano mumwe mweya mukati make, akanditevera nomwoyo wose, ndiye andichapinza munyika maakambopinda; ichava yavana vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 14Numeri 14:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi muranda wangu Karebhu ane mwoyo wakasiyana navamwe anonditeerera nomwoyo wose ndiye wandichasvitsa kunyika iyoyo yaakasvika ichava nhaka yezvizukuru zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 14