Numeri 13:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 13:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 BDSCNumeri 13:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SNA2002Numeri 13:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SUB1949Numeri 13:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBNumeri 13:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBD