Numeri 13:33
Numeri 13:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Takaona vaNefirimi (izvo zvizvarwa zvavaAnaki vanobva kuvaNefirimi) ikoko. Isu tainge mhashu pakuona kwedu, uye tainge takadarowo pakuona kwavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Takaonapo vanhu varefu, vana vaAnaki, vanobva pavarefu; kana tichizvifananidza, takanga takaita semhashu, ndozvatakanga takaita kwavariwo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13