Numeri 13:30
Numeri 13:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, “Tinofanira kukwidza tindotora nyika nokuti zvirokwazvo tinogona kuitora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13