Numeri 13:28
Numeri 13:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vanhu vanogarako vane simba kwazvo, uye maguta akakomberedzwa uye makuru kwazvo. Takaona kunyange zvizvarwa zvaAnaki ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vanhu vagere munyika iyo vane simba, maguta akakombwa namasvingo, makuru kwazvo; uye, takaonapo vana vaAnaki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vanhu vageremo vane simba. Maguta avo makuru kwazvo akanyatsokomberedzwa netsvingo. Kunyange hofori dzorudzi rwavaAnaki takadziona ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13