Numeri 12:8
Numeri 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinotaura naye takatarisana, pachena kwete nezvirahwe; iye anoona chimiro chaJehovha. Zvino makarega seiko kutya kutaura muchipopotera muranda wangu Mozisi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye ndichataura naye nomuromo, pachena, ndisingatauri namashoko asinganzwisiswi; iye uchaona Jehovha kuti akadini; naizvozvo makaregereiko kutya kupopotera muranda wangu Mosesi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokurukura naye takatarisana tichinyatsotaurirana pasina zvamadimikira achiona chimiro changu ini Tenzi. Ko makarega sei kutya kutsoropodza muranda wangu Mosesi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12