Numeri 12:7
Numeri 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi hazvina kudaro kuna Mozisi muranda wangu; iye akatendeka muimba yangu yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muranda wangu Mosesi haana kudaro; akatendeka paimba yangu yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12