Numeri 12:3
Numeri 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Mozisi akanga ari munhu akazvininipisa kwazvo, akazvininipisa kupfuura ani zvake pamusoro penyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12Numeri 12:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 12