Numeri 10:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 10:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe.
Pakurirana nevamwe
Numeri 10 BDSCNumeri 10:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uzviitire hwamanda mbiri dzesirivha; unofanira kudziita nesirivha yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukubatsira kudana ungano nokuraira kuti mapoka afambe.
Pakurirana nevamwe
Numeri 10 SNA2002Numeri 10:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Uɀiitire hwamanda mbiri dzesirveri; unofanira kudziita nesirveri yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukuɓatsira kuɗana ʋuŋgano nokuraira kuti mapoka afambe.
Pakurirana nevamwe
Numeri 10 SUB1949Numeri 10:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 10 SCLBNumeri 10:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 10 SCLBD