Nehemia 9:34
Nehemia 9:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9Nehemia 9:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyange madzimambo edu, namachinda edu, navapristi vedu, namadzibaba edu, havana kuchengeta murau wenyu, kana kuteerera mirairo yenyu nezvipupuriro zvenyu, zvamakavapupurira nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9Nehemia 9:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Madzimambo edu navatungamiriri vedu navapristi vedu namadzibaba edu havana kuchengeta mutemo wenyu kana kumboita hanya nomurao wenyu kana yambiro dzamakavayambira nadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9