Nehemia 2:4
Nehemia 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mambo akati kwandiri, “Chii chauri kuda?” Ipapo ndakanyengetera kuna Mwari wokudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2Nehemia 2:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2Nehemia 2:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2