Nehemia 10:30
Nehemia 10:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tinovimbisa kuti hatizopa vanasikana vedu kuti vawanikwe navanhu vakatipoteredza kana kutorera vanakomana vedu vanasikana vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 10Nehemia 10:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye kuti hatingapi vanhu venyika vakunda vedu kana kutorera vakomanavedu vakunda vavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 10Nehemia 10:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isu hatisi kuzoroodza vana vedu kuvanhu vechirudzi venyika ino kana kuroorera vana vedu vanasikana vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 10