Nahumi 1:7
Nahumi 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akanaka, utiziro panguva dzokutambudzika. Anochengeta avo vanovimba naye
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 1Nahumi 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akanaka, inhare nezuva rokutambudzika; iye anoziva vanotizira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 1Nahumi 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akanaka, inhare yokuhwanda pazuva rokutambudzika. Iye anozivawo vanotizira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 1