Mako 8:36-37
Mako 8:36-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake? Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8Mako 8:36-37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8Mako 8:36-37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake? Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8