Mako 8:36
Mako 8:36 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti munhu ucagoɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8Mako 8:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8Mako 8:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8Mako 8:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 8