Mako 8:25 - Compare All Versions
Mako 8:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akaisazve maoko ake pameso omurume uyu. Ipapo meso ake akasvinudzwa, akadzorerwa kuona kwake, uye akaona zvinhu zvose zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Mako 8 BDSCMako 8:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akaisazve maoko pamusoro pamaziso aro, iye akatarisisa, akaporeswa, akaona zvose zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Mako 8 SNA2002Mako 8:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino akaisa ɀe maʋoko pamsoro pameso ake, iye akatarisisa, akaporeswa, akaʋona ɀose ɀakanaka.
Pakurirana nevamwe
Mako 8 SUB1949Mako 8:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose.
Pakurirana nevamwe
Mako 8 SCLBMako 8:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose.
Pakurirana nevamwe
Mako 8 SCLBD