Mako 7:15
Mako 7:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna chinhu chinobva kunze ‘chinosvibisa’ munhu nokupinda maari. Asi icho chinobuda mumunhu ndicho chinoita kuti ‘asvibe.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 7Mako 7:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Hapana chinhu kunze kwomunhu chingamusvibisa, kana chichipinda maari; asi zvinobuda maari, ndizvo zvinosvibisa munhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 7Mako 7:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana chinhu chinobva kunze kwomunhu chichipinda maari chinogona kumun'oresa asi zvinobva mumunhu ndizvo zvinomun'oresa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 7