Mako 5:8-9
Mako 5:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jesu akanga ati kwaari, “Buda mumunhu uyu, iwe mweya wakaipa!” Ipapo Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?” Akapindura akati, “Zita rangu ndiRegioni, nokuti tiri vazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5Mako 5:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akati kwaari, “Buda pamunhu, iwe mweya wakaipa!” Akamubvunza, akati, “Zita rako ndianiko?” Akati kwaari, “Ndinonzi Regioni, nokuti tiri vazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5Mako 5:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti Jesu akanga amuti, “Iwe mweya wetsvina, buda mumunhu uyu.” Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5