Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 5:36 - Compare All Versions

Mako 5:36 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asina hanya nezvavakanga vataura, Jesu akati kumukuru wesinagoge, “Usatya; tenda bedzi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 5 BDSC

Mako 5:36 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu akati achinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge, “Usatya, tenda bedzi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SNA2002

Mako 5:36 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu wakati acinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge: Usatya, tenda ɓedzi.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SUB1949

Mako 5:36 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu paakazvinzwa, akati kumutungamiri wesinagogu, “Regai henyu kutya ingotendai bedzi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLB

Mako 5:36 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu paakazvinzwa, akati kumutungamiri wesinagogu, “Regai henyu kutya ingotendai bedzi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLBD