Mako 5:29
Mako 5:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakarepo tsime reropa rake rakapwa uye akanzwa mumuviri wake kuti akanga asunungurwa kubva pakutambudzika kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5Mako 5:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5Mako 5:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 5