Mako 4:8
Mako 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye dzimwe dzakawira pavhu rakanaka. Dzakamera dzikakura uye dzikabereka kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu, kana kunyange zana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikaita vana, nokuti dzakakura, dzikawanza; dzikabereka makumi matatu, namakumi matanhatu, nezana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dzimwewo dzakandowira muvhu rakanaka dzikamera dzikakura ndokuberekana, dzimwe ndokuita makumi matatu, dzimwe makumi matanhatu dzimwewo zana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4