Mako 4:41
Mako 4:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakatya uye vakabvunzana vachiti, “Ndianiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:41 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyange negungwa zvinomuteerera?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:41 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4