Mako 4:20
Mako 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vamwe vakaita setsanga yakawira pavhu rakanaka, vanonzwa shoko, vorigamuchira, uye vobereka zvibereko, kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu kana kunyange zana pane zvinenge zvakushwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vakakushwa muvhu rakanaka, ndivo vanonzwa shoko, vakarigamuchira, vakabereka, mumwe makumi matatu, mumwe makumi matanhatu, mumwe zana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakakushwa muvhu rakanaka ndivo vaya vanonzwa shoko nokurigamuchira nokubereka michero, dzimwe makumi matatu, dzimwe makumi matanhatu, dzimwe zana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4