Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 3:28-29 - Compare All Versions

Mako 3:28-29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndinokuudzai chokwadi kuti zvivi zvose nokumhura kwavanhu kwose zvicharegererwa. Asi ani naani anomhura Mweya Mutsvene haazomboregererwi; ane mhosva yechivi chisingaperi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 3 BDSC

Mako 3:28-29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, vanakomana vavanhu vacharegererwa zvivi zvose, nokushonha kwose kwavanoshonha Mwari nako; asi ani naani ashonha Mweya Mutsvene, haangaregerwi nokusingaperi, asi ane mhosva yechivi chisingaperi.”

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SNA2002

Mako 3:28-29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. Asi ani naani anoshonha Mweya Mutsvene haachazomboregererwa chitadzo chake; achava nemhosva yechitadzo chinoramba chiripo narini wose.”

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SCLBD

Mako 3:28-29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, ʋanakomana ʋaʋanhu ʋacakaŋganwirwa ɀiʋi ɀose, nokumhura kwose kwaʋanomhura Mŋari nako; asi aninani wamhura Mŋeya Mutȿene, haaŋgakaŋganwirwi nokuirŋgaperi, asi unemhoȿa yeciʋi cisiŋgapesi.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SUB1949

Mako 3:28-29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. Asi ani naani anoshonha Mweya Mutsvene haachazomboregererwa chitadzo chake; achava nemhosva yechitadzo chinoramba chiripo narini wose.”

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SCLB