Mako 3:24-25
Mako 3:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana umambo huchizvipesanisa, umambo ihwohwo hahugoni kumira. Kana imba ichizvipesanisa, imba iyoyo haigoni kumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3Mako 3:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ushe huchizvipesanisa, ushe uhwo hahungagoni kumira. Kana imba ichizvipesanisa, imba iyo haingagoni kumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3Mako 3:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana umambo hwavakuzvirwisa, umambo ihwohwo haungagoni kumira. Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3