Mako 2:27-28
Mako 2:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata. Saka Mwanakomana woMunhu ndiye Ishe kunyange weSabata.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:27-28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Sabata yakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata; naizvozvo Mwanakomana womunhu ndiye Ishe weSabatawo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Saka Mwanakomana womunhu ndiMambo kunyange weSabatawo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2