Mako 2:12
Mako 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akasimuka kubva panhoo yake, akatora nhoo yake akafamba akabuda vose vachizviona. Izvi zvakashamisa munhu wose uye vakarumbidza Mwari vachiti, “Hatina kumboona chinhu chakadai!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2