Mako 2:10-11
Mako 2:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kuna akanga akafa mutezo, “Ndinoti kwauri, simuka, tora nhoo yako uende kumba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo), “Ndinoti kwauri, simuka, tora nhoo dzako, uende kumba kwako!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, “Ndinoti kwauri, ‘Simuka utore rukukwe rwako uende kumusha.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2