Mako 16:19
Mako 16:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokunge Ishe Jesu ataura kwavari, akatorwa akakwidzwa kudenga uye akandogara kuruoko rworudyi rwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Ishe Jesu akati ataura navo, akagamuchirwa kudenga, akagara kuruoko rworudyi rwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16