Mako 16:18
Mako 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
vachabata nyoka namaoko avo, uye kunyange vakanwa muchetura unouraya haungavakuvadzi napaduku; vachaisa maoko avo pamusoro pavarwere, uye vachapora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vachabata nyoka; kunyange vakanwa chinhu chinouraya, hachingavarwadzi; vachaisa maoko pamusoro pavarwere, vakapora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vachadzinga mweya yakaipa nezita rangu. Vachataura nendimi itsva, vachabata nyoka namaoko. Kunyange vakanwa chinouraya hachizovakuvadzi kwete. Vachaisa maoko pavarwere, vachibva vapora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16