Mako 16:16
Mako 16:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anotenda uye akabhabhatidzwa achaponeswa, asi asingatendi achatongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anotenda, akabhabhatidzwa, achaponeswa; asi asingatendi achatongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anenge atenda akaombekwa achaponeswa, asi uyo asingatendi achapiwa mhosva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16