Mako 15:37
Mako 15:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akadanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jesu akadana nezwi guru, ndokubva afa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo Jesu akadaidzira nezwi guru ndokubva afa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15