Mako 15:33
Mako 15:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino yakati yava nguva yechitanhatu, rima rikavapo panyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nenguva yechitanhatu rima rakauya pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino yakati yava nguva yechitanhatu, rima rikavapo panyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino paawa yegumi nechimbiri yamasikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu yamasikati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15