Mako 15:25 - Compare All Versions
Mako 15:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakanga iri nguva yechitatu pavakamuroverera.
Pakurirana nevamwe
Mako 15 BDSCMako 15:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Yakanga iri nguva yechitatu, vakamurovera pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Mako 15 SNA2002Mako 15:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Yakanga iri awa yechipfumbamwe yamangwanani pavakamurovera pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Mako 15 SCLBDMako 15:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Yakaŋga iri ŋguʋa yecitatu, ʋakamuroʋera pamucinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Mako 15 SUB1949Mako 15:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yakanga iri awa yechipfumbamwe yamangwanani pavakamurovera pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Mako 15 SCLB